Kupfururira

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kupfururira (alienate) rinoreva kukonzera kuti munhu asadiwa, asvorwe kana kusavimbwa naye kubudikidza nokutaura mashoko akaipa anhomhura kana kuzvidza munhu.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]