Kupfudza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Kupfudza (to go constantly to a place; be intimate there, go often to same place) zvinoreva kugaroenda panzvimbo kana kunhu kuri kurehwa.
  • Kupfudza (to do away with, to abolish) zvichireva kutema mutemo unodzivisa kuitwa kwechinhu.
  • Kupfudza Zvakanyorwa (to wipe away or erase written material) zvichireva kupukuta kana kudzima zvakanyorwa.
  • Kupfudza Muchato zvichireva kugura muchato zviri maererano nemutemo wedunhu.



Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.