Kunwirira
Mataridziko
Kunwiririra -- kupinda kwemvura muvhu mushure mekunge kwanaya. Kunzvimbo dzinotonhora kunwiririra kunoitika mushure mekunge sinowo kana chigodo chechando chanyunguduka.
Kunwiririra kunogona kuitika zvekare pamuviri pezvinhu zvinorarama zvakaita semhuka ne miti (Absorption)