Kungo
Kungo ().
Kurerutsa Ndima[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Ari kungodya achirutsa.
- Mwana uyu haadi kana kungo nditengerawo sipo yekugezesa.
- Kungo muti watadza chakati, unenge watomutsa bopoto.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Sangho inoti kungo (v. waiting, hoping, expecting) kureva kumirira kana kutarisira.