Kunekeshera

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kunekeshera (saturation) rinotaura kuti chiro chazara kingava nemvura yanyatira kana kuti, shuga yangungudika mumvura zvokusvika pakuti hazvichagoni kunyunguditsa imwe makaremo.