Kumikidza

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kumikidza (to bring to, handover) rinoreva kupa zvakaperera chisingafanirwe kuzodzoswa kana kubviswa pachaiswa.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vakati vasarudza mutungamiri wavo, vakamunamatira vachimukumikiodza kuna Mwari.
  • Nhasi ndakukumikidzirai mwana wenyu.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]