Kumema

Kubva Wikipedia

Kumema (Inspecting a crop in fields) zvinotaura kufamba kunoita murimi achitarira mbesa dzake. Panomema murimi anenge achitarira hutano hwezvirimwa achiwongorora kuti hapa tumbuyu turi kudya zvirimwa here uye kuti munda unoda mvura here.

Shoko rokuti kumema rinorevawo kupereka muripo wekutanga weroora.

Mamwe Marevero[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kumema (Examine country or crops by walking through them).
  • Kumema (Make first payment of roora).