Kukwembetera

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kukwembetera kana kukwembeta (being loyal) zvinoreva kunamatira kune chinangwa chaunoda: chingava chinhu chaunoda; boka; bato; nyika kana musha zvichingodaro. Uyo anokwembetera kuchinangwa anozviratidza nenzira dzakasiyana dzingasanganisira: kushandira chinangwa chacho; kupa rutsigiro; kuva mumiriri; kureverera chinangwa ichi kana mimwewo mitowo.


Zvichida zita remhuri rokuti Kwembeya rinotodzana nemazwi okuti kukwembetera kana kukwembeta?.