Kukumbana

Kubva Wikipedia
  • Kukumbana pabonde (have sexual intercourse) apa kureva kusangana kwemurume nemukadzi pabonde.
  • Kukumbana pahushamwari (Form and maintain lasting friendship) apa kureva kumutsa hushamwari nekuramba muri pahushamwari.
  • Kukumbana kana kusangana (Gather and meet) apa kureva kushevedzana muchisangana pamwe.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.