Kukuma
Mataridziko
- Kukuma Kutaura (1. Speak fearlessly; 2. Discuss important matters) apa kureva kutaura munhu usingatyi uchitaura nhau dzakakosha nenzira inogutsa vanonzwa.
- Kukuma
- Kukuma semombe (1. Low; 2. bellow) apa kureva kubowa kwemombe kana dzimwe mhuka dzakadai senyati.
- Kukuma Muti (1. Cutting or removing complete section of bark frrom tree; 2. Making incision for drawing sap) apa kureva kucheka uchibvisa gwati wakatenderedza hunde yemuti yose. Shoko iri rinorevazve kucheka kana kuboora gwati romuti nechinangwa chekukumura urimbo.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |