Kukukuta

Kubva Wikipedia
  • Kukukuta (Gather and remove all - of the sorts of things that can be gathered) kana kukuzva - apa kureva kukumba zvinhu kubva pazviri.
  • Kukukuta (Acquire a large amount) kana kuchokota - apa kureva kuunganidza zvinhu zvizhinji kana pfuma zhinji. Inga mukoma akakukuta zvose: but our elder brother has collected the whole inheritance.
  • Kukukuta kana kupisika (Remove dirt by rubbing) - apa kureva kubvisa tsvina nenzira yekupukuta. Madziro aya haugoni kuaregera akadaro, ngaakukutwe: you cannot leave these walls hke this, they must have the dirt rubbed off.
  • Kukukuta (Gnaw strongly hard object or bone) apa kureva kujejedura chinhu chikukutu chakadai sebvupa.
  • Kukukuta (Be hard, firm, rigid). Pasi pakakukuta: the ground is hard. Ano mwoyo wakakukutara: he is hard-hearted.
  • Kukukuta (being in good health). Aiwa Sekuru vakukutu zvavo, vanofara chose.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • gukuta (Take up in quantity). Nyuchi dzinogukuta maruva: bees gather a lot of pollen on their legs.



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.