Kukoromoka

Kubva Wikipedia

Kukoromoka (to slide down) zvinoreva kuwondomoka pamawere kana pakakwirira.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • ChiIbani vanoti koro (v. go down; alight; descend; land from canoe) kureva kudzaka. Fananidzai nokuti kukoromoka.
  • Kikongo vanoti tongomoka (v. come to the surface; rise to the surface; come up again).