Kukanga mate mukanwa

Kubva Wikipedia

Kukanga mate mukanwa zvinoreva chinhu chinokatyamadza, chinokushaisa mashoko ekutaura.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Luganda vanoti kanga (v. startle; threaten; scare; shock).
  • ChiNembe vanoti kanga (adj. dry; without water). Mamwe mazwi: kanga (v. become dry by evaporation, draining, wiping, etc.).
  • ChiNembe vanoti kangamo (adv. in a dry way). Mamwe mazwi: kangaraa (v. be dry or fatless).