Kudzimurira
- Kudzimurira (Controlling a fire).
- Kudzimurira (Control; moderate) apa kureva kudzoredzera chinhu chiri kufamba kana zviri kuitika.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Vatauri veLuganda vanoti uzibila (control) kureva kudzimurira.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |