Kudzidziuka
Mataridziko
- Kudzidziuka (revive from unconsciousness) apa kureva kubengenuka kubva pakutaika pfunga kana kuita chadzimira.
- Kudzidziuka (Cut open a hollow object) apa kureva kucheka chinhu chine mhango pakati.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
