Kudura

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKudura (kutaura))

Kudura (Confess, disclose, speak out, intepret).

  • Dura chikomba chako - disclose your boyfriend.
  • Maneja akamudurira zviri pachena kuti anoziva humbavha hwaanoita pabasa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGanda vanoti bulira (tell, proclaim, preach).
  • Bushong vanoti teta (v. confess, reveal, own up, acknowledge).