Kuduka

Kubva Wikipedia

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Duka (take shelter for a short time). Fanoduka pano. Take shelter here for a short time.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGanda vanoti kidukiro (refuge; a place of refuge).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.