Kuchisa mbatya

Kubva Wikipedia

Kuchisa mbatya zvinoreva kutwasanura machira kana mbatya uchishandisa simbi inopisa, ingava ayini ine mazimbe muakati kana ayini yemagetsi.

Hutsanana[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kuchisa mbatya kunobatsira kuuraya tupkanana twakadai seinda tunokwanisa kugara pambatya kana machira.

Pikicha yakaitwa naEdgar Degas ine mukadzi ari kuchisa mbatya