Kucheuka
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKuchewuka)
Kucheuka, kuchewuka kana kuchevuka (look back; look over your shoulder; look behind).
Chirevo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Anocheuka munhu iyeyu? Apa kureva kuti anodada zvokuti haana hanya nekucheukira munhu, achinge afuratira zvatopera.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaYao vanoti kucheuka (to look over your shoulder) vachireva kucheuka.
- Baila vanoti ku chebauka (to keep looking about one, as when suspecting danger) vachireva kucheuka.
- Baila vanoti ku chebuka (to look around) vachireva kucheuka.