Kuchama

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
  • Kuchama kana kuchamira (concentrate; toil) zvinoreva kutsunga uchishanda nesimba. Anochamira kurima chibage.
  • Kuchamira (to be earnest over; to do keenly) zvichireva kubata basa kana zvimwe zvinoitwa nomoyo wese, nepfungwa dzose dziri pazviri.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Tafara anochamira kutamba achiridza mimhanzi.

Tsika[chinja | edit source]

Chamirai izita remunhu.