Kuboya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKubodza)

Kuboya kana kubodza, kuboza, kubozha (find by chance) zvinoreva kuwana kana kunhonga chinhu usiri kuzvitarisira. Kuboya hakuzi kuba. Ipapa panobva mazwi anoti bozho, uye bodzo.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]