Kangamiti
Mataridziko
Kangamiti kana kuti Karukuni inozivikanwa nezita rekuti vine snake pachirungu. Nyoka iyi yakatetepa uye inokwanisa kureba kusvika pa 1.68meters. Inowanzogara mumiti zvekuti haiwonekwe pese pese.