Kakora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kakora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGwere vanoti kikole (n. act, action, activity, deed, verb) kureva chiito. VaGwere vanoti kukola (do, act, work, manufacture) kureva kuita, kushanda kana kugadzira.
  • VaGwere vanoti mutambi kana mukoli (worker, employee, labourer) kureva mushandi.
  • VaNyoro vanoti okukora kana omurimo (work) kureva mushando. VaNyoro vanoti omukozi (workman; labourer) kureva mushandi.
  • VaGungu vanoti nkora (n. method, manner, means) kureva mutowo wekuita basa.
  • VaYao vanoti kola umi (live, live happily; be healthy, to be well) vachireva kurarama kana kuva mutano. VaYao vanoti -a kola (ancient. with class prefix) vachireva mutana.