Jerusarema

From Wikipedia
(Redirected from Jerusalem)

Jerusarema (kubva kuchi Chihebheru: יְרוּשָׁלַיִם Yerushaláyim; Chiarabhu: القُدس Al‑Quds) iguta ririkuMadokero eEzhiya. Yakagadzikwa kuplatuwu ye Makomo e Yehudha pakatipe Medhiteraniya ne Bhahari Rerufu, iguta rikurukuru pasirose uye rinowonekwa seguta ritsvene rezvinamato zvitatu zveRuabarahama: Ujudha, Ukristu, uye Uyisalama.