Jekenyedza
Mataridziko
- Jekenyedza (Make to feel at peace) apa kuita kuti munhu agadzikane moyo wake uchiva norudekaro. Jekenyeka (feel at peace).
- Jekenyedza (Awaken lust- stir up passion) apa kureva kumutsa havi kana ruchiva rwezvepabonde mumoyo wemunhu.
- Jekenyeke (ideo of Being visible).
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
