Izwi (tsauranisa chirevo)

Kubva Wikipedia
  • Izwi kureva shoko, semashoko anotaurwa nevanhu
  • Izwi - ureva kuomba kwemunhu paanotaura achivhura muromo.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWabo vanoti nzu (n. voice) zvichireva izwi.
  • VaKikuyu vanoti mugambo munene (bass voice; word) zvichireva izwi rebhesi.
  • VaKikuyu vanoti mugambo munyinyi (undertone).
  • VaKikuyu vanoti mugambo (tune; tone).

Mamwe mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.