Indian Premier League

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Indian Premier League (IPL) inyanzvi yekiriketi yevarume, inokwikwidzwa nezvikwata gumi zvinobva mumaguta gumi eIndia. Ligi rakavambwa neBoard of Control for Cricket in India (BCCI) muna 2007.[1]

Muna 2010, IPL yakava chiitiko chekutanga chemitambo munyika kutepfenyurwa paYouTube.[2][3]

Pave nemwaka gumi nemana yemakwikwi eIPL. Ivo parizvino vane zita re IPL ndivo Chennai Super Kings, vachihwina mwaka wa2021.[4]

  1. "How can the IPL become a global sports giant?". 28 June 2018. 
  2. "IPL matches to be broadcast live on Youtube". ESPNcricinfo. 
  3. "IPL matches to be broadcast live on Youtube". ESPNcricinfo. 
  4. "IPL 2021 Final, CSK vs KKR Live Score & Updates: CSK win 4th IPL title as they defeat KKR by 27 runs".