Hwarara

Kubva Wikipedia
  • Hwarara (ideophone of bowing in kneeling position). Rinonyenga rinohwarara rinozosimudza musoro rawana.
  • Hwarara (ideophone of being empty). Mumbai makati hwarara. There is no one in the house.
  • Hwarara (show fear as a dog).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kuhwararadza (cause to empty or to go out from a place - of people or animals).
  • Hwaradadika (Able to be emptied or stripped completely). Makore ahwaradadika. The clouds have disappeared.
  • Hwaradadidza (remove contents completely). Mhepo yakahwaradadidza miti mashizha. The wind stripped the leaves from the trees.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.