Hupiningidzwa
Hupiningidzwa (complicatedness) zvinoreva zvinhu zvine hochekoche inotadzisa kuti zvionekwe nekunzwisisika.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Ndarega kupinda munyaya yavo nokuti ine hupiningidzwa.