Hukoshi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHukombe)

Hukoshi, hukombe (Value; importance) zvinotaura kuti chinhu chingatengeswa namari yakawanda zvakadii. Cobalt inotengwa nemari ine hukoshi hunokwana US$28,000 pa tonne rimwechete.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chikombe (Important or striking matter or event) kureva chiitiko kana chinhu chakakosha.
  • Chikurumbidzo (Object of praise or respect) Mari chete ndicho chikurumbidzo chake- money is the only thing he values.