Harwe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muchidzidzo chezvipenyu harwe (Abdominal cavity) zvinoreva nzvimbo pamuviri wemunhu ine dumbu nematumbu. Vamwe vatauri vanoti harwa.