Hangaiwa

Kubva Wikipedia
Hangaiwa

Hangaiwa (pigeon) ishiri inopfuiwa pamusha ine madara mapfumbu nemachena.

  • Hangaiwa iyemberwi. A rock pigeon is (to be) enticed (into a trap).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNyungwe vanoti nkhangaiwa (n. pigeon) kureva hangaiwa.
  • VaWabo vanoti kangahiwa (n. dove) vachireva hangaiwa.