Svetuka kuchirochemo

Gwenjere

Kubva Wikipedia
  • Gwenjere (Piece of scrap metal).
  • Gwenjere (1. Section of dried mealie stalk between two joints. 2. Rib of dried tobacco leaf) apa kureva magunhi pashizha refodya rakaoma.
  • Gwenjere (Large forest lizard) apa kureva mhando yedzvinyu hombe rinonzi demashanga.
  • Gwenjere sezita (a family name).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.