mKgv Gwee (Bushbaby in English) imhuka yemusango inogara mumuti inozivikanwa nokuchema semwana. Gwee rine maziso makuru uye rine mamvanda mapfumbu paruvara (grey). Gwee imhuka inogona kukwira muti nokukasira.