Gwatara (paRwizi)
Gwatara zvinoreva vhu riri pedyo nerwizi pane dhaga gukurwa nehunyoro zvinokonera kuti zvirimwa zvikure zvakanaka. Kana nzvimbo idzi dzawanda dzinonzi makwatara.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mombe dziri kufura mugwatara.