Gwangunudza

Kubva Wikipedia

Gwangunudza (kureva refresh) zvinoreva kudzoseredza chinhu kuchiita chiobvu zvekare; kudzosera simba, mweya, ndaramo. Pakutaura kumwe kudzosedza chinhu sechainge chiri pakutanga kana mumaririro acho pokutanga.