Gumura
Mataridziko
- Gumura kana kugumudza (1. Start to act e.g to talk;2. Start an action; 3. Set in motion) apa kureva kuvamba kuita chinhu, ringava basa, kutaura kana zvimwewo. Gumurai rumbo: start singing. Gumura dombo: start the stone rolling
- Gumura (Butt). Kana mhuru yogondodza inogumura ichiyamwa: when a calf is being weaned it butts when being suckled.
- Gumura (Dismiss employees - very many, or all). Kambani yakagumura vashandi makumi maviri.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |