Gororo
Mataridziko
- Gororo (cattle thief) kureva mbavha inoba mombe dzevanhu.
- Gororo sezita
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Dinka inoti kol (v. steal a goat that has gone astray) kuba mbudzi yakarasika.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |