Gonzalo da Silveira

Kubva Wikipedia

Kuurayiwa kwaBaba Gonzalo da Silveira

Zvakazoonekwa kuti Baba Gonzalo da Silveira vakanga vasina hurongwa hwekupamba nyika. Mambo Mutapa vakave nehurombo nekuurayiwa kwemunhu waMwari uyu. Asi maPutukezi akatozowana mukana wekushandisa kuurayiwa kwaBaba Silveira kuronga zvekutora nyika ino.