Gonyonhanhatu
(Redirected from Gonyanhanhatu)
Muchidzidzo Pimanyika gonyonhanhatu chiumbwa chine mativi matanhatu nemikwava mitanhatu. Zvidowo zvechizinga chinogadzirirwa huchi nenyuchi zvine kuumbwa kwakaita gonyonhanhatu.
Chiumbwa ichi chiri pamupanda wegonyozhinji.