Gonga reMaodzanyemba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGonga remaodzanyemba)

Mazwi anoti Gonga reMaodzanyemba ari kushandiswa pano kuturikira inonzi North Pole kuEnglish. Gonga iri rinotaridza panoburikira akiso yekuzeya kweRinopasi kuMaodzanyemba uye riri pakati peGungwa reArctic iri riri gungwa runogara rakafukidzwa neayizi yegungwa. Gonga reMaodzanyemba riri parumbariro 90oN.


Kuchamhembe kweRinopasi kune Gonga reChamhembe rinowanikwa mudunhu reAntarctica. Gonga reChamhembe riri pahumbariro 90oS.