Svetuka kuchirochemo

Kugombedzera

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGombe (kugombedzera))

Kugombedzera (compel by force of arguement) kushandisa hungwari hwemashoko kana unhari hwekugona kutaura nechinangwa chokuti vanhu vaite zvaunoda kuti zviitwe.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kugombedza (1. Intercept. 2. Struggle with another for possession of an object. 3. Weaken especially at knees).
  • Baba naamai havafaniri kugombedza mwana: mother and father should not vie with each other for the affection of their child. *Uya undigombedze mhuru ndichikama: come and keep the calf away while I am milking.
  • Heino nhabvu, uyai mugombedzane: here is a ball, try to take it from each other.
  • Gombedzanwa kana magombedzanwa (Plaything; sport; butt),
  • Kugomba (Feel need of. Fail to obtain) zvinoreva kushaya.
  • Munyori akaitwa gombedzanwa nasachigaro nasahomwe: the secretary became the sport of the chairman and urer.
  • Kugombedzeka (Hint. Complain mildly).
  • Murwendo akagomberwa mabvi nenzara: the traveller was weak at the knees from hunger.
  • Gombe, gombwe kana gongwa (influential person, very rich man).
  • Kugunun'una (to complain).
  • Sazita kana Sakuwana (Chief Person).
  • Mugomberi wemhuru unonwa mutuvi: the one who helps to keep the calf from the udder is given the whey.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]