Gautama Buddha

Kubva Wikipedia
Buddha

Buddha (623/563 BCE - 543/484 BCE) aive muzivi wechiIndia, meditator, mudzidzisi wezvemweya, uye mutungamiriri wechitendero. Iye anozivikanwa zvakare se Gautama Buddha, Siddhartha Gautama uye Lord Buddha. Ndiye aive muvambi wechiBuddha.[1][2]

Kune mazana mashanu ezviuru zvemaBhudha (7%) uye 1,920,000,000 (29%) munyika.

  1. https://www.britannica.com/biography/Buddha-founder-of-Buddhism
  2. https://books.google.co.in/books?id=FIAyDwAAQBAJ&printsec=frontcover&dq=buddha+and+his+dhamma&hl=en&sa=X&ved=2ahUKEwi40MW6-ovtAhX24jgGHRM6CiMQ6AEwAHoECAAQAg#v=onepage&q=buddha%20and%20his%20dhamma&f=false