Fungisai Zvakavapano-Mashavave

Kubva Wikipedia

Fungisai Zvakavapano-Mashavave muimbi wemuZimbabwe anoimba nziyo dzemusambo weNziyo Dzechitendero chechiKristu kana kuti Gospel.

Fungisai anotsikisa nziyo neNgavavongwe Studios yaElias Musakwa.

Fungisai anoti iye anobva kurudzi rweVaRemba uye murume wake Courage Mashavave muRemba zvakare.

Links[chinjirudza | chinjirudza mabviro]