Electricity

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

====== eletricity is found here , definition uses and examples. ======

Magetsi izita rechishona uye richireva zvakafanana, naelectricity nechirungu.Magetsi anobvakumaElectrons muchemistry zvichireva positive(-) .Magetsi iproduct yechemistry zvichisanginisira physics.

uses[chinja | edit source]

magetsi anoshandiswa muzvinhu zvakawanda sezvumumba.magetsi , anemavolts epamusoro anoshandiswa kumaindustries .Magetsi anowanikwa futi mumafoni kumatv.. Magetsi mazuvano akunyanyoshandiswa kupfura mushandisiro akare. Anoshandiswa pamastove , mafridge nepamalights akuvheneka mumba. Magetsi anowinikwa futi paInonzi electrostatic.Inonyanyowanikwa kanazvinhu zviviri zvarabhaniswa zvese.

productiom[chinja | edit source]

Magetsi anobva kuma chemicals seSulphuric.acid anowanikwa naturally sange electrostatic .Anowanikwa futi kubva paelectromagnetic radiation.Magetsi akosha - mulife ende kwakoshandiswa masmall device kuti afambise magetsi.Magetsi aya anopinda mumacircuits ochinjwa chinjwa.Anoshandiswa futi kuchinja kubva kumagetsi to light.Masolar cells anochinja maelectromagnetic radiation kumaisa kumagetsi.Zuva rinobuditsa maelectromagnetic radiation ndokumaendesa kunyika .Maradiation aya ndeanozoshandiswa Kuchinjwa kubvakuradiation kuiswa kumagetsi.Ndosaka uchiona solor isingaunze magetsi. Solar haishandise heat irikubva kuzuva, ichiisa kumagetsi but inoshandisa electromagnet radiation