Ebrahim Hemmatnia

Kubva Wikipedia

Ebrahim Hemmatnia, akazvarwa 25 Chukumi 1976. Murume wePersian-Dutch anofarira chose kukunda muhupenyu, ndiye munhu wekutangisa pasi rose kutyaira mukati menyanza. Murume akakwanisa kutyaira munyanza reAtlantic mumazuva anosvika iwo makumi nhanhatu nesere. Aityaira muchina unokwanisa kufamba mumvura nepamusoro pevhu. Akakwanisa kupfuura maguta akawanda anosanganisira Dakar, Natal, Joo Pessoa, Recife, Aracaju, Salvador, Vitória, Rio de Janeiro and Sao Paulo.[1][2][3][4][5]

Ebrahim Hemmatnia
Ebrahim Hemmatnia v svoji boatbike.

References[chinjirudza | chinjirudza mabviro]