Dzika

Kubva Wikipedia
  • Kudzika kana kupara (1. Set up, 2. Establish, 3. Found). Ndiani akadzika Chipositori: who was the founder of the Apostles?.
  • Kudzika pasi (Come down. Descend) Akadzika mugomo.
  • Kudzika (Be deep). Meso ake akadzika: his eyes have become deeply sunken.
  • Kudzika Vakadzika miti yemango. Ndiani anondiratidza pokudzikira hoko: who wia show me where to drive the peg into the ground?



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.