Dingindira

Kubva Wikipedia

Dingindira (Theme, topic of discussion) apa kureva nhau iri kucherechedzwa kana iri kutaurwa nezvayo. Dingindira reBhaibheri rinosanganisira: rudo nehukuru hwaMwari.