Dhumukwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Kobus ellipsyprimus defassa (male).jpg

Dhumukwa (water buck in English) imhuka yemusango ine ruvara rupfumbu iine nyanga ndefu dzakapinza uye dzakatarisa mudenga. Dhumukwa rinoda kuenzana mumhu nemhofu asi riri diki zvishoma.