Denha

Kubva Wikipedia

Denha (Provoke, Challenge, Defy).

  • Kwakadenhanwa muromo saka havasi kufambidzana mazuvano.
  • Nhasi uno ndinoda kukudenhai panhau yekuvamba mabhindauko anopa mari mudunhu rino.